None
EN
Nyathi Robatwa Rakananga KwaZulu
[]
ZimEye
Nyathi Robatwa Rakananga KwaZuluShare🦬BHURU YAKAKUVADZWA YASIMUKA YAKANANGA KU KZN — ASI MARONDA API?
😂By Dorrothy Moyo |Bhuru Nyathi riya ranga richinzi rakapotsa raurayiwa, rikatsikwa zino nebhutsu, rikapwanyiwa musoro zvekuti ambulance yakamhanya naro kuChitungwiza Hospital… asi nhasi rabuda mumigwagwa richienda kuKZN!
😂Muviri wose wakanzi wakarohwa zvakaipisisa — asi bhuru rava kufamba richienda kuKZN!
Asi zvino tave kuona Bhuru Nyathi richienda kuKZN risina kana ronda riri pachena!
Bhuru ranga riri paICU nezuro, nhasi rava ku crossing border!